Kumafulatsi : Mutambo wechiShona - Guchu Wonder Guchu - Books - African Books Collective - 9781779213297 - March 11, 2022
In case cover and title do not match, the title is correct

Kumafulatsi : Mutambo wechiShona

Guchu Wonder Guchu

Price
A$ 41.99

Ordered from remote warehouse

Expected delivery Sep 9 - 23
Add to your iMusic wish list

Kumafulatsi : Mutambo wechiShona

Iyi nyaya inotora nzvimbo pamafulatsi panogara vanhu vanobva kwakasiyanasiyana. Inyaya yehupenyu hwavo; magariro avo; matsvagiro avo mari; inosetsa; inosuwisa; inoita kuti vanhu vafunge zvavari. Inyaya yedu isu vatema; inyaya yetaundi; inyaya yemagariro edu asanduka zvikuru.

This is a story that takes place at the (Mbare)flats where a lot of people from different places stay.

This is the story of their lives, their culture, how they hustle for money; this story is fun, saddening, and makes people look hard on who they have become. This is the story for us blacks, the story of city life, and the story of how our culture has changed.

Media Books     Paperback Book   (Book with soft cover and glued back)
Released March 11, 2022
ISBN13 9781779213297
Publishers African Books Collective
Pages 164
Dimensions 185 g